Music Beats

Explore my collection of original beats and audio creations.

Listen
Photo & Design

Dive into graphics, photo edits, and creative visuals.

View
Stories & Blog

Read my fiction, reflections, and creative writing journey.

Read

Latest Posts

Taku (my own true story)

True Story | Shona | 03 January 2026

Ndakambokutaurirai here zvakaitika kwandiri? Waiva mwedzi wekutanga wegore ra2016 apo ndakanga ndichakamirira zvangu kubuda kwemaresults angu eO' level. Gore iroro ndaiva nemakore gumi nemanomwe (17) ekuberekwa. Semunhu aiziva kuti mukana wekuenderera mberi nechikoro waiva mushoma nekuda kwekushaikw...

Vakangwara Havana Nhamo Chokwadi

Fiction | Shona | 03 January 2026

Hakusi kuti ndiri munhu anofarira kunwa maningi kana kuti nditori chidhakwa chaicho, asi kuti zvinhu zvinongoitikawo munozviziva imi. Hwahwa handitonwe pese pese futi, ndinowanzonwa zvangu Muvhuro kusvika Chishanu chete, pamwe pese apa handibate. Ende yaisambova mhosva yangu futi pazvakaitika. Kamba...

Ropafadzo

Fiction | Shona | 03 January 2026

Akanga achiri mangwanani, ndigere zvangu pakamushana kaGumiguru ako kaipota kachidzimaidzwa zvako nemakuti. Ipapo ndaitova zvangu nehurongwa hwekudziisa kamunya kangu asi chaindipa usimbe inyaya yekuti kakanga kasisina muriwo sezvo ndakanga ndamukira zvangu kuudya wakadaro. Munongozivawo pachibhachu...